Lyrics Zimpraise – Hoyo Mushandiri Washe

Zimpraise – Hoyo Mushandiri Washe

Hoyo Mushandiri Washe SONG by

African Gospel Group Zimpraise released a single with the live performance music video of the song titled “Hoyo Mushandiri Washe”

Download, Stay blessed and Enjoy This Amazing Mp3 Audio Song For Free

DOWNLOAD HERE

Hoyo Mushandiri Washe by Zimpraise Lyrics
Hoyo mushandiri wa’she
(there is a servant of God(jesus)
ndonda kurairwa newe
(i want to be guided by you)
kuchengeta shoko renyu
(to keep your word)
nokuita kuda kwenyu
(and to do your will)

Related Post:   Zimpraise - Zvikomborero

Hoyo mushandiri wa’she
(there is a servant of God(jesus)
ndonda kurairwa newe
(i want to be guided by you)
kuchengeta shoko renyu
(to keep your word)
nokuita kuda kwenyu
(and to do your will)

kana mandinzwira ngoni
(if i have found mercy)
kuti ndiitiswe basa
(to do your work)
sarudzai zvamunoda
(choose what you want me to do)
asi garai mandiri
(and please abide in me)

pfungwa dzangu dzose ishe
(my mindset lord)
ngadzitungamirwe nemi
(let it be guided by you)
basa rangu ,rire renyu
(let my work be yours)
ndiro rakwana chose
(and let it be fulfilled)

Related Post:   Zimpraise - Chorus Medley

kana mandinzwira ngoni
(if i have found mercy)
kuti ndiitiswe basa
(to do your work)
sarudzai zvamunoda
(choose what you want me to do)
asi garai mandiri
(and please abide in me)

Leave a Reply